WASHINGTON D.C. —
Gurukota rezvemari, VaPatrick Chinamasa, vanoudza paramende kuti hurumende inoda bhajeti remabhiriyoni mana emadhora gore rinouya uye vanotarisira kuti hupfumi hwenyika huchasimukira nezvikamu zvinosvika zvitatu kubva muzana….
Sangano reWorld Food Program rotatarika richitsvagira Zimbabwe mari yechikafu….
Nyanzvi dzotaura pamusoro pekushanduka kuri kuita mamiriro ekunze….
Muchirongwa cheWomen’s Roundtable na 8:30pm tiri kutarisa nezvemhirizhonga ine rusarura pakati pevanhurume nevanhukadzi
Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.