No media source currently available
Murongi weZimbabwe Diaspora Arts Festival, Muzvare Tsitsi Madzongwe, vanoti vanotarisira vanhu vakawanda kupinda muhurongwa hwavo gore rinouya zvichitevera kuparura kwavakaita chirongwa ichi muMaryland muna Nyamavhuvhu.
Govanai