No media source currently available
Bato reMDC-T rinoti riri mushishi kuti riunganidze humbowo hunoratidza kuti sarudzo dzemusi wechitatu dzakabirirwa nebato reZanu-PF. Mumaguta akawanda zvinhu zvinonzi hazvina kumira zvakanaka zvapa kuti mapurisa agare akapakatira pfuti achitenderera zvikuri mumisha yevazhinji.