Gwaro reBumbiro reMutemo Roturwa kuDare reMakurukota
Mudare reparamende neChipiri makamboitika mutauro apo mapato e Zanu-PF ne MDC ambonetsana panzira inofanirwa kutorwa mukuzeya gwaro rebumbiro idzva kuitira kuti ritambirwe semutemo mutsva. Izvi zvinotevera kuturwa kwakaitwa gwaro iri muparamende, negurukota rinoona nezvebumbiro nemabasa eparamende, VaEric Matinenga.
Zvikamu
-
Kukadzi 21, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 20, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 19, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 18, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 17, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 16, 2026Nhau dzeShona