VaSolomon Madzore VeMDC-T Vanosungwa Vachinzi VaKatuka VaMugabe
Mutungamiri wesangano revechidiki reMDC-T kana kuti youth assembly VaSolomon Madzore vakasungwa nemapurisa neChina vachipomerwa mhosva yekutuka mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe kumusangano wakaitwa nemugovera kuMbire kuMashonaland Central. VaMadzore vanonzi vatanga vaendeswa kuHarare Central Police station vasati vaendeswa kuBindura.
Zvikamu
-
Ndira 16, 2026Nhau dzeShona
-
Ndira 15, 2026Nhau dzeShona
-
Ndira 14, 2026Nhau dzeShona
-
Ndira 13, 2026Nhau dzeShona
-
Ndira 12, 2026Nhau dzeShona
-
Ndira 11, 2026Nhau dzeShona