Accessibility links

Breaking News

Kugadzwa kwemutungamiri weAmerica kuri kuitwa nemusi weChishanu, Ndira 20 apo Va Donald J. Trump nemutevedzeri wavo, VaMichael R. Pence, vachatoreswa mhiko. Kutonga kwaVaTrump kunotanga masikati emusi wavanogadzwa mushure mekutoreswa mhiko nemukuru wevatongi vematare. Zvirongwa zvakakosha pamwe nemabiko zvichange zvichiitwa muguta reWashington DC.

XS
SM
MD
LG