Accessibility links

Breaking News

‚Äč

Makwikwi e 2017 Africa Cup of Nations ari kuitirwa muGabon, uye ndeechimakumi matatu nerimwe. AFCON mutambo wenhabvu yevanhurume unorongwa nesangano renhabvu mu Africa, re Confederation of African Football (CAF). Makwikwi egore rino ari kupindwa nenyika dzinoti Gabon, Guinea-Bissau, Algeria, Zimbabwe, Ivory Coast, Togo, Burkina Faso, Cameroon, Tunisia, Senegal, DRC, neMorocco

XS
SM
MD
LG