Vanhu Vachiimba Vari Kumariro aVaMugabe kwaZvimba

Your browser doesn’t support HTML5

Hama neshamwari pamwe nevagari vekwaZvimba vaswera vachiimba nekutamba sezvinoita pachivanhu kana vanhu vachichema hama yavo inenge yafa. Mutumbi waVaMugabe hauna kuzoendeswa kwaZvimba sezvanga zvichitarisirwa.