Zvakaitika Muna 1619
Your browser doesn’t support HTML5
Gavhuna veAngola panguva iyi, VaLuis Mendes de Vasconcelos, vakatanga hondo yekurwisa vanhu vemutauro wechiKumbundu.
Your browser doesn’t support HTML5