Mapurisa Otadzisa Vashandi Vehurumende Kuratidzira muHarare

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Vashandi vehurumende nhasi vawana nzvimbo yavanga vakazivisa kuti vachatangira kuratidzira yakakombwa nemapurisa anga akapakatira zvombo uye aine motokari dzanga dzizere mvura inovava. Zvisinei vakwanisa kusvika pamahofisi ePublic Service Association kuti vanosiya magwaro enyunyuto.