VaJoe Biden Vokurudzira Kubatana Muzuva Ravo reKutanga Kutungamira America

Your browser doesn’t support HTML5

VaJoe Biden nhasi vakurudzira kubatana muzuva ravo rekutanga kutungamira America. Vataura izvi apo vagadzwa semutungamiri mutsva weAmerica vachitora basa kubva kuna VaDonald Trump avo vasiya basa nhasi. VaTrump havana kuenda kuchiitiko ichi sezvo varikuramba vakatsika madziro kuti vaka birirwa.