South Africa Inowedzera Makore Mana Chirongwa cheZimbabwe Exemption Permit

Your browser doesn’t support HTML5

Hurumende yeSouth Africa inowedzera nemakore mana echirongwa chinoita kuti zvizvarwa zveZimbabwe zvigare zvichishanda zviri pamutemo munyika iyi, che Zimbabwe Extemption Permit.Tipeiwo pfungwa dzenyu?