Misoro Yenhau, Chipiri, Chikumu 18, 2019

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Nhau DzeShona Studio7

Dare reInternational Criminal Court rinotenda kuti pane vanhu vakaripira nyaya yekuti mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vaferefetwe nenyaya yekupfurwa kwakaitwa vanhu nevanofungidzirwa kuti mauto.

Vamwe varairidzi votanga kuramwa mabasa uko vanachiremba, vanamukoti nevamwe vashandi vemuzvipatara vachiti vanogona kutanga kuramwa mabasa mangwana.

Tiri kuita hurukuro nenyanzvi munyaya dzezvehupfumi nemamiriro akaita zvinhu uye kuti zvingagadziriswe sei.

Tichakupa zvabuda nhasi mumusangano wedare remakurukota.

Kutanga nhasi Studio 7 inenge ichitaura nezvizvarwa zveZimbabwe pamberi pezuva revapoteri kana kuti World Refugee Day.

Muchirongwa chevechidiki cheThe Connections, tiri kutarisa zuva remwana wemuAfrica kana kuti Day of the African Child. Ko vechidiki vemuZimbabwe vari kuwaniswa kodzero dzavo here dziri mubumbiro remutemo.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kutererera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave

Misoro yenhau, Chipiri, Chikumu 18, 2019

Your browser doesn’t support HTML5