Masangano eEuropean Union neUnited Nations oenderera mberi nekubatsira vanhu vakawirwa nedambudziko reCyclone Idai kuManicaland neMasvingo.
Nhengo dzeparamende dzoenda kuMasvingo neManicaland dzichinozvionera pamunhu sefodya kuparadzwa kwakaitwa matunhu aya nedutumupengo reCyclone Idai.
Zvizvarwa zveZimbabwe zviri muSouth Africa zvogara zvakabatira ura mumaoko zvichitevera kurwiswa kwazvinoti zviri kuitwa nezvizvarwa zvemuSouth Africa
Muchirongwa cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa mhirizhonga iri kuitika muSouth Africa yakanangana nezvizvarwa zvisiri zvemunyika
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave