Vana Vanodzidza kuMaruwa Vobatsirwa neMabhasikoro Akatengwa neBritain

Your browser doesn’t support HTML5

Britain yatengera vana vanodzidza kumaruwa mabhasikoro anodarika zviuru zvitatu ekuti vashandise pakuenda kuzvikoro zviri kure nedzimba dzavo.