ChiKristu Chinotii Pamusoro Penyaya Yekupiswa kweVafi?

Vashandi vachipisa mufi munyika yeIndia

Tsika yekupisa vafi yagara iripo kwezviuru nezviuru zvemakore asi mazuva ano vanhu vazhinji varikupiswa pachinhambo chekuti mitumbi yavo idzikiswe muguva.

Izvi zvinokonzerwa nezvinhu zvakawanda, zvinosanganisira kushaikwa kwenzvimbo dzemakuva, kutevedzera tsika dzemhuri nenyika, pamwe chete nekuedza kudzivirira kupararira kwezvirwere.

Vamwe vanoti kupisa vafi haisi tsika yechiKristu, vamwe vachiti hazvina mhosva.

Mufundisi Doctor David Simango vanopindura mubvunzo uyu wabva kune umwe mutereri, vachitsanangura pamire chiKristu panyaya iyi.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naMufundisi David Simango