VaMugabe Vanovimba Kuti VaTrump Vachabvisa Zvirango

Your browser doesn’t support HTML5

VaMugabe vanoti vanhu vanofanirwa kupa mutungamiri weAmerica, VaDonald Trump, nguva kwete kumhanyira kutaura nezvezvirango pasi pehurumende yavo. VaMugabe vakataura mashoko aya muhurukuro yavakaita neZBC pamberi pebhavhadhe ravo.