Mutungamiri weNyika VaEmmerson Mnangagwa Votaura Nezve Rubatsiro Rwurukupihwa Vakatarisana neDambudziko reCyclone Idai

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa otaura pamusoro perubatsiro rwurukupihwa vakatarisana nedambudziko reCyclone Idai vachiti hapana achanyimwa chikafu. Vanoti munhu wese achapihwa zvisina kuti arikubva mumba maani.