VaMugabe Vokurudzira Mutungamiri weAmerica VaDonald Trump Kuti Varidze Hwamanda Yavo Senziyo Yakanangana neRunyararo

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe vataura izvi pamusangano wenyika dzepasi rose weUnited Nations General Assemby muNew York vachikurudzira runyararo pamwe ne budiriro pasi rose. VaMugabe vatsoropodzawo mutungamiri weAmerica VaDonald Trump kuti varidze hwamanda yavo senziyo yakanangana nerunyararo.