Zimbabwe Yogadzirira Kutambira Mutungamiri weChina, VaXi Jinping

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri weChina, VaXi Jinping, vari kutarisirwa kupinda muZimbabwe neChipiri umo vachaita hurukuro dzekudyidzana mune zvemabhizinesi pakati peZimbabwe neChina.