Misoro yeNhau, China Kurume 17, 2016

Misoro yeNhau

Mutungamiri weMDC-T VaMorgan Tsvangirai voita misangano kuMashonaland East.

Guta reBeitbridge rinoti dambudziko remafashamu rakariwira rakarerutswa nerubatsiro rwakawanikwa kubva kuhurumende pamwe nemasangano anopa rubatsiro.

Masangano anobatsira nechikafu anoti Oxfam, Save the Children neCare International okumbira rubatasiro kuti awanire chouviri nyika dzemuSADC dzoziya nenzara.

Muchirongwa cheLivetalk-Women’s RoundTable tiri kutarisa dambudziko rekurwara kwoita vana nekushaya chikafu nezvingaitwe nemadzimai.

Kana muchida kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats up number dzinoti + 1 202 465 0318.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 12080, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yeVOA Shona.

Your browser doesn’t support HTML5

Misoro yeNhau, China Kurume 17, 2016