Misoro yeNhau, Chipiri Kurume 08, 2016

  • Jonga Kandemiiri

Shona

Zimbabwe inobatana nedzimwe nyika mukucherechedza zuva revanhukadzi pasi rose, reInternational Women’s Day…..

Dare redzimhosva rinoudza mapurisa kuti asavhiringa kuratidzira kwakarongwa kuitwa nemhuri yekwaDzamara mangwana apo ichacherechedza kusvitsa kwaVaItai Dzamara gore mushure mekupambwa ndokutsakatika…

Munyori wevechidiki muZanu PF, VaPepurai Togarepi, vanoti vechidiki mubato ravo havana masimba ekuvamisa basa sezvo vakagadzwa pachigaro ichi nemutungamiri webato, VaRobert Mugabe…..

Rimwe gweta ropawo pfungwa dzaro panyaya yemangoda kuitira kuti zvinhu zvifambire mberi….

Muchirongwa chevechidiki, The Connection, tiri kutarisa zuva revanhukadzi pasi rose racherechedzwa nhasi pasi rose….

Kana muchida kupinda muchirongwa cheLiveTalk, kana kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app nhamba dzedu dzinoti + 1 202 465 0318.

Your browser doesn’t support HTML5

Misoro yeNhau, Chipiri Kurume 08, 2016