VaTendai Biti, Mumwe weVakuru muMDC Alliance

Your browser doesn’t support HTML5

Vaimbove gurukota rezvemari, uye vari nhengo yeMDC Alliance, VaTendai Biti, vanopa zvikonzero zvekubvisa vashandi vehurumende vanobhadharwa mari asi pasina basa rinooneka ravari kuita, kana kuti Ghost Workers, kuitira kuti nyika isimudzire hupfumi hwayo..