MDC Inotungamirwa naVaChamisaYokanzura Hurongwa Hwayo

Your browser doesn’t support HTML5

MDC inotungamirwa naVa Nelson Chamisa yakanzura hurongwa hwayo hwekupemberera kusvitsa makore makumi maviri kubva payaumbwa kuitira kuti ipe mukana wekuti nyika icheme VaMugabe.