Vagari vekuMasvingo Vachitaura Pamusoro neDambudziko reMvura Yakachena

Your browser doesn’t support HTML5

Vagari vekuMasvingo vanoti havasi kufara nehurongwa hweguta ravo hwekuti vagoverwe mvura kaviri pasvondo vachiti izvi zvinoita kuti vagari vapinde munjodzi yekubatwa nezvirwere, zvikuru panguva ino yekurwisa chirwere cheCovid-19. (Vhidhiyo: Godfrey Mtimba)