Vanhu Vanopinda neChisimba muZimbabwe Embassy kuLondon

Your browser doesn’t support HTML5

Vanhu vanopinda nechisimba muZimbabwe Embassy muLondon vachiratidzira kusafara kwavo nehurumende yaVaMugabe. Zvizvarwa zveZimbabwe izvi zvanga zvichishoropodza danho rehurumende rekurambidza varikunze kwenyika kuti vavhote musarudzo dza2018.. Muzinda weZimbabwe wazodevedza mapurisa pachiitiko ichi?