Vana Chiremba Navana Mukoti Vemuzvipatara Zvehurumende Voramwa Mabasa

Your browser doesn’t support HTML5

Zvinhu zvinonzi zviri kuramba zvichioma muzvipatara zvehurumende zvichitevera kuramwa mabasa kuri kuitwa navana mukoti pamwe navana chiremba. Vashandi vemuzvipatara ava vanoti vari kuda kuti zvichemo zvavo zvigadziriswe nehurumende. Patricia Mudadingwa weStudio7 anotipa nyaya inotevera.