Nyika Yorangarira Zuva reMauto

  • Mavis Gama

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe vazivisa pazuva remauto nhasi kuti hurumende yavo ine chido chekuvakira vanhu dzimba uye kuwedzera mari yemihoro kana hupfumi hwaita zviri nani.Wonayi motumirawo vamwe nekudzvanya pakanzi "share."