Mutungamiri weMDC VaNelson Chamisa Voshanyira Misha Inogara Veruzhinji muHarare

Your browser doesn’t support HTML5

Vagari vemunzvimbo dzakasiyana siyana muHarare vaudza VaChamisa kuti vari kunyanyonetsekana nekukwira kwemitengo yezvinhu, kushaikwa kwemari, kushaikwa kwemabasa, kushaikwa kwemafuta edzimotokari, kunetsa kuri kuita magetsi, dambudziko remvura pamwe nekushaya zvekudya.