Imwe Nyanzvi Inoti Hurumende Iri Kuedza Kunyaradza VaTendai Biti

Tendai Biti, the head of the People’s Democratic Party speaking to reporters in Harare, July 14, 2018, has fled to neighboring Zambia seeking asylum.

Mutungamiri wePeople’s Democtratic Party uye vari nhengo yeMDC Alliance, VaTendai Biti, avo vakasungwa svondo rapera, vakamiswa pamberi pedare nezuro.

Nyanzvi munezvematongerwo enyika uye vari nhengo yeParliamentary Monitoring Trust of Zimbabwe, VaSobaningi Ncube, vanoti zvese zviri kuitwa nehurumende neZanu-PF kuedza kunyaradza VaBiti.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naVaSobaningi Ncube