Vamwe Vane Chirwere Chekushanduka Ganda Vosarurwa

Your browser doesn’t support HTML5

Mukuru wesangano reAlive Albinism Initiative, Muzvare Gwen Mushonga, vanoti kusarurwa kuri kuitwa vanhu vane Vitiligo kwakafanana nezvinoitwa vanorarama nehusope nokuti nyaya yavo iri paganda rakasiyana nevamwe vese. Vhidhiyo ina Kiri Mudzamiri.