Vanhu Vanenge Vaita Chirwere cheVitiligo Vokurudzirwa Kuona Chiremba

Your browser doesn’t support HTML5

Dr Donald Mutangadura vanoti munhu anenge aita chirwere cheVitiligo anofanira kukurumidza kuenda kunoonekwa nenyanzvi dzezvirwere zveganda abatsirwe chirwere ichi chisati chakomba. Vanoti vanoona vanhu vanodarika vashanu pasvondo. Vanoti chirwere cheVitiligo chinobata mazera ese uye hachiuraye.