Vanorarama Nehusope Vowana Rubatsiro Kubva KuCBZ ne Albinism Alive Initiative

Your browser doesn’t support HTML5

Vanorarama nehusope vanoti kuwondomoka kwehupfumi nekushaikwa kwemabasa kurikukonzera kuti vazhinji vavo vatadze kutenga mafuta ekuzora paganda ravo kuti vasaite chirwere chegomarara. Banga reCBZ richishanda neAlbinism Alive Intiative vakabatsira nemafuta, magirazi pamwe neheti dzinodzivirira zuva.