VaElton Mangoma Vanoti Havasi Kufara neNyaya yeKuti Bhiri reKuvandudza Mutemo weSarudzo Electoral Amendment Bill Rakapasa muParamende

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiriri Renewal Democrats of Zimbabwe zvakare vari sachigaro wemubatanidzwa wemapato weCoalition of Democrats, VaElton Mangoma, vaudza Studio 7 kuti zvaitika izvi zvinoratidza kuti bato riri kutonga reZanu PF haridi kusandura mutemo wesarudzo. Nyaya ina Godwin Mangudya.