Madzimai Owana Rubatsiro Rwekuita Mabhizinesi

  • Taurai Shava

Your browser doesn’t support HTML5

Panguva iyo vanhu vakawanda munyika, kunyanya vanhukadzi, vari kurarama nekuriritira mhuri dzavo vachizvishandira pachavo vega, rimwe sangano rinoshanda rakazvimirira riri kudzidzisa mamwe madzimai nezvemabhizimisi kuitira kuti vavandudze hupenyu hwavo.Nyaya ina Taurai Shava.