VaMnangagwa Vachiparura Mabhazi Matsva eZupco Mazana Matatu

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiriri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vaparura mabhazi matsva mazana matatu ekambani yeZupco ayo vati acharerutsa kufamba kwevanhu mumadhorobha nemaruva pamwe nekupedza chitsotsi chiri kuitwa nevanotakura vanhu.