Vafambi Voshora Kushomeka Kwemabhazi eZupco Ayo Ane Mutengo Wakaderera

Your browser doesn’t support HTML5

Vafambi vanoti mabhazi eZupco ayo ane mutengo wakaderera mashoma zvakanyanya izvo zviri kuita kuti vanhu vapedze nguva refu vakamirira mabhazi aya ukuwo madzimai achiti ari kutadza kukwira sezvo pari kushandiswa chisimba kupinda mumabhazi anenge auya. Nyaya ina Rutendo Mawere.