Vamwe Vatsigiri veZanu PF Vanoti Vari Kushaiwa Mabasa

  • Taurai Shava

Your browser doesn’t support HTML5

Kunyange hazvo bato reZanu PF richiti rakakwanisa kuwanisa vechidiki vakawanda mabasa, vamwe vechidiki vebato iri vanoti vanoda kubatsirwa kuwana zvekuita nekuti havana mabasa. Nyaya ina Taurai Shava.