Amai Sithembile Nyoni Voudzwa Nhunha dzeMadzimai ekuMash West

Your browser doesn’t support HTML5

Madzimai emudunhu reMashonaland West anoti haasi kufara kuti hapana mari yati yabviswa nehurumende kuitira kuti iyamure vanhu munguva ino yekuvharwa kwenyika nekuda kwechirwere cheCovid-19. Amai Sithembiso Nyoni vaudzwa na Amai Marther Munondo veZanu PF muChinhoyi mamiriro akaita zvinhu.