Vechidiki veZanu PF Vanoti VaMnangagwa Vachagadzirisa Zvinhu

Your browser doesn’t support HTML5

Vechidiki veZanu PF vokurudzira veruzhinji kuti vatsungirire mumatambudziko akatarisana nenyika vachiti vane chivimbo chekuti mutungamiriri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vachagadzirisa zviri kunetsa munyika.