Vamwe Vatsigiri veZanu PF Vachitamba kuMasvingo kuMusangano waVaMnangagwa

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri weZanu PF, uye vari mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vanopinda muMasvingo vachitsvaga rutsigiro zuva rimwe chete vanyoresa kupinda musarudzo yemutungamiri wenyika iyo vachakwikwidzwa nevanhu makumi maviri nevaviri. Nyaya ina Gandri Maramba.