Zimbabwe Yocherechedza Zuva reMadzimai

Your browser doesn’t support HTML5

Gweta rinemukurumbira muzvare Jessy Majome vanoti vanhukadzi vanoramba vachidzvinyirirwa nekuti vatungamiriri vemapato ezvematongerwo enyika me mutungamiriri wenyika havaremekedzi uye havadi kuti madzimai asimukire. Nyaya ina Godwin Mangudya.