Mhuri Dzokurudzirwa Kuti Dzisunge Zvisimbe paZororo reKisimusi

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Amai Joyce Mupamhirwa vanozivikanwa nekuti Aunty Joyi kuChitungwiza vari kukurudzira mhuri kuti dzisungurire mari yadzinenge dzawana zvikuru panguva yekisimusi nekuti panopera zororo iri zvinhu zvinogona kutonyanya kuoma.Vhidhiyo yehurukuro naMarvellous Mhlanga-Nyahuye.