Zimbabwe Yocherechedza Zuva reMadzimai

Your browser doesn’t support HTML5

Mukuru wesangano Zimbabwe Women Lawyers Association, Amai Abigail Matsvai, vaudza Studio 7 kuti zuva ranhasi rakakosha chose uye vari shandisa kukurudzira vatungamiriri zvikuru sei muhurumende kuti vatevedze mitemo inoenzanisa mikana pakati pevarume nevakadzi. Nyaya in Godwin Mangudya.