Chizvarwa cheZimbabwe VaFrank Mpahlo Votaura Pfungwa Dzavo Pamusoro Pechirongwa Chavakafambira kuAmerica
Your browser doesn’t support HTML5
Chizvarwa cheZimbabwe VaFrank Mpahlo vanoti varikufadzwa nechirongwa chavakafambira kuAmerica che Community Solutions icho chakavapa mukana wekushanyira dzvimbo zhinji munyika iyi. VaMpahlo vanoti vachashandisa ruzivo rwavakawana muno muAmerica pavachadzokera kumusha.