Mumiriri weAmarica muZimbabwe Ambassador Harry Thomas Jnr Vanoti Vemabhizimisi VekuAmerica Varikutarisirwa Kushanya Munyika

Your browser doesn’t support HTML5

VaHarry Thomas Jnr vanoti vemabhisimisi veAmerica vari kuuya kuzotanga mabhizimisi uye vanotarisira kuti vakwanda vachauya kana nyika ikaita sarudzo dzakachena. Vati hurumende yeAmerica haironge nzendo dzezvikwata zvevemabhizimisi zvinoita dzimwe nyika uye vemabhizimisi vaunouuya vakazvimirira.