Muimbi Bob “Headmaster” Nyabinde Anoti Haachaona

Your browser doesn’t support HTML5

Muimbi ane mukurumbira munyika, Bob “Headmaster” Nyabinde, anoti haachaona zvichitevera kurwara kwenguva yakareba nechirwere cheshuga, asi asingazive kuti aive nechirwere ichi.

Muimbi ane mukurumbira munyika, Bob “Headmaster” Nyabinde, anoti haachaona zvichitevera kurwara kwenguva yakareba nechirwere cheshuga, asi asingazive kuti aive nechirwere ichi.

Nyabinde, uyo akamboshanda semukuru wechimwe chikoro kuKwekwe, anoti vanhu vanofanirwa kupota vachiongororwa hutano hwavo nguva dzose, sezvo zvimwe zvirwere zvichizonekwa zvakomba kana munhu asingaongororwe hutano hwake. Vhidhiyo ina Kiri Mudzamiri.