Maka Chikowero Obatsira Vasikana neMbatya dzeNhabvu kwaMurehwa

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Chizvara cheZimbabwe chechidiki, Maka Chikowero, ari muUSA anoti ari kufara nekukwanisa kubatsira vamwe vanasikana vekwaMrewa nembatya dzekutambisa nhabvu panguva apo Africa iri kurangarira zuva reInternational Day of The African Child iro rinorangarirwa musi wa 16 Chikumi gore rega rega.