Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica Zvofadzwa Nemabiko Arikurongwa neSangano reSACU

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Zvizvarwa zveZimbabwe nedzimwe nyika dzemuSADC zviri muAmerica zvosangana pamabiko akarongwa nesagano reSouthern Africa Community USA muMaryland muAmerica.. Zvakakosha seyi kuti vanhu vari kunze kwenyika vasangane zvakadayi?