Mumwe Mukomana weChidiki Gabriel Matemba wekuMbare Odadisa MuWashington DC paChirongwa che First Global Robotics

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe mukomana wechidiki Gabriel Matemba uyo anogara kuMbare achidzidza kuHarare High School anoti hazvina basa kuti unobva kupi sezvo iye akwanisa kupinda mumakwikwi eFirst Global Robotics ange ari muWashington DC kunyangwe zvinhu zvisina kumira mushe kwaanobva. Ange ari mumwe weTeam Zimbabwe.